Mateo 12:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ndokutambanudza ruʋoko rwake kuʋadzidzi ʋake, akati: Tarirai, mai ʋaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Ndokutambanudza ruoko rwake kuvadzidzi vake, akati, “Tarirai, mai vangu navanun'una vangu! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Achinongedzera vadzidzi vake akati, “Ava ndivo mai vangu navanunʼuna vangu. Viz kapitola |