Mateo 12:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Wakati acataura naʋanhu ʋazhinji, tarira, mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakamira kunze, ʋacitȿaka kutaura naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Jesu paakanga achiri kutaura kuvanhu vazhinji, mai vake navanunʼuna vake vakamira panze vachida kutaura naye. Viz kapitola |