Mateo 12:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogara imomo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga. Ndizvo zvichaitika kuchizvarwa chino ichi chakaipa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino unoenda, ndokutora mimŋe mŋeya minomŋe inoupfuʋura nokuipa, ndokupinda, ndokugara’mo; kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuʋura kutaŋga kwake. Ɀicaita saiɀoɀo ʋo norudzi urwu rwakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino unoenda, ndokutora mimwe mweya minomwe inoupfuura nokuipa, ndokupinda, ndokugaramo. Kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuura kutanga kwake. Zvichaita saizvozvowo norudzi urwu rwakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogara imomo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga. Ndizvo zvichaitika kuchizvarwa chino ichi chakaipa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Ipapo unobva waenda kundotsvaka mimwe mweya minomwe yakaipa kukunda iwo, uye inopinda igogaramo. Uye kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuura kutanga kwake. Ndizvo zvazvichaita kurudzi urwu rwakaipa.” Viz kapitola |