Mateo 12:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Imi vana venyoka, mungataure sei zvakanaka imi makaipa, nokuti muromo unotaura zvinenge zvichitofashukira mumwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Imi, ɀiɓereko ɀenyoka, muŋgagona seiko kutaura ɀinhu ɀakanaka, ɀamuri ʋakaipa? Nokuti muromo unotaura ɀizere pamŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Imi, vana venyoka, mungagona seiko kutaura zvinhu zvakanaka, zvamuri vakaipa? Nokuti muromo unotaura zvizere mumwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Imi vana venyoka, mungataure sei zvakanaka imi makaipa, nokuti muromo unotaura zvinenge zvichitofashukira mumwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Imi vana venyoka, zvingaitike here kuti imi makaipa kudai mutaure chipi zvacho chakanaka? Nokuti muromo unotaura zviri mumwoyo. Viz kapitola |