Mateo 12:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Haaŋgarwi, haaŋgaiti mhere‐mhere; Hakunomunhu ucanzwa inzwi rake munzira dzomumusha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Haangarwi, haangaiti mhere-mhere; Hakuna munhu achanzwa izwi rake mumigwagwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Haazokakavari kana kuridza mhere; hakuna anozonzwa inzwi rake mumigwagwa. Viz kapitola |