Mateo 12:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Jesu wakati aciɀiziʋa, akabva’po; ʋanhu ʋazhinji ʋakamuteʋera, akaʋaporesa ʋose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Jesu akati achizviziva, akabvapo; vanhu vazhinji vakamutevera, akavaporesa vose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Achiziva izvi, Jesu akabva panzvimbo iyi. Vazhinji vakamutevera, akaporesa varwere vavo vose. Viz kapitola |