Mateo 12:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi vaFarisei vakabuda vakandoita bangano rokuti vangamuparadze sei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋaFarise ʋakaɓuɗa, ʋakaraŋgana pamsoro pake, kuti ʋaŋgamuʋuraya sei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vaFarisi vakabuda, vakarangana pamusoro pake, kuti vangamuuraya sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vaFarisei vakabuda vakandoita bangano rokuti vangamuparadze sei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi vaFarisi vakabuda kundorangana kuti vangamuuraya sei. Viz kapitola |