Mateo 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino wakataŋga kutuka maguta makaŋga maitwa maɓasa ake esimba mazhinji, nokuti haana‐kutendeʋuka, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akatanga kutuka maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendeuka, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Jesu akatanga kutuka maguta akanga aitwa zvishamiso zvake zvizhinji, nokuti akanga asina kutendeuka. Viz kapitola |