Mateo 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Johane, ari mutoroŋgo, wakaŋga anzwa maɓasa aKristu, akatuma shoko naʋadzidzi ʋake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Johani, ari mutorongo, akanga anzwa mabasa aKristu, akatuma shoko navadzidzi vake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Johani ari mutorongo, paakanzwa nezvamabasa aJesu, akabva atuma vadzidzi vake Viz kapitola |