Mateo 11:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti Johani akauya asingadyi kana kunwa asi vanhu vakati ano mweya wakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti Johane wakaʋuya, asiŋgadyi, asiŋganwi, ɀino ʋanoti: Unomŋeya wakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti Johani akauya, asingadyi, asinganwi, zvino vanoti, ‘Ane mweya wakaipa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti Johani akauya asingadyi kana kunwa asi vanhu vakati ano mweya wakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti Johani akanga asingadyi kana kunwa asi vakati, ‘Ane dhimoni.’ Viz kapitola |