Mateo 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 ‘Takakuridzirai nyere, asi hamuna kutamba. Takaungudza, asi imi hamuna kuchema; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasacema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takaungudza, mukasachema.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ‘Takakuridzirai nyere, asi hamuna kutamba. Takaungudza, asi imi hamuna kuchema; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “ ‘Takakuridzirai hwamanda, asi hamuna kutamba; takaimba rwiyo rworufu, uye hamuna kuchema.’ Viz kapitola |