Mateo 11:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana muchida zvenyu kuzvibvuma iye ndiye Eriya uya ainzi achauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana muciɗa kuɀigamucira, ndiye Eria wakaŋga acinzi unoʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achinzi anouya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchida zvenyu kuzvibvuma iye ndiye Eriya uya ainzi achauya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achizouya. Viz kapitola |