Mateo 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kubva pamazuʋa aJohane Mubapatidzi kuȿikira ɀino, ʋushe bgokuɗeŋga bgunopambga, ʋapambi ʋanobgutora nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kubva pamazuva aJohani Mubhabhatidzi kusvikira zvino, ushe hwedenga hunopambwa, vapambi vanohutora nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kubva pamazuva aJohani Mubhabhatidzi kusvikira zvino, umambo hwokudenga hwanga huchipfuurira mberi nechisimba, uye varume vechisimba vanohutora. Viz kapitola |