Mateo 10:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 “Munhu anoda baba namai kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Uyo anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Unoɗa ɓaɓa kana mai kupfuʋureni, haana‐kufanireni; nounoɗa mŋanakomana nomŋanasikana kupfuʋureni, haana‐kufanireni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Anoda baba kana mai kupfuureni, haana kufanireni; nowanoda mwanakomana nomwanasikana kupfuureni, haana kufanireni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Munhu anoda baba namai kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Uyo anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 “Ani naani anoda baba vake kana mai vake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu; uye ani naani anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu. Viz kapitola |