Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 nokuti ndakauya kuzorwisanisa baba nomwanakomana vake, mwanasikana achapesanawo naamai vake, muroorawo achapesana navamwene vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Nokuti ndakaʋuya kupesanisa munhu naɓaɓa ʋake, nomŋanasikana namai ʋake, nomukadzi womŋana naʋamŋene ʋake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Nokuti ndakauya kupesanisa munhu nababa vake, nomwanasikana namai vake, nomukadzi womwana navamwene vake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 nokuti ndakauya kuzorwisanisa baba nomwanakomana vake, mwanasikana achapesanawo naamai vake, muroorawo achapesana navamwene vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Ndakauya kuti: “ ‘mwanakomana apesane nababa vake, mwanasikana apesane namai vake, muroora apesane navamwene vake,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy