Online Bible

- Reklamy -

Mateo 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Zvinenge zvatoita zvazvo, kana mudzidzi akava somudzidzisi wake, kana kuti murandawo akaita satenzi wake. Kana vakatumidza saimba kuti Bheerizabhuri ko vanganyomba zvakadii avo vemhuri yake?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀakariŋganira mudzidzi kuti aʋe somudzidzisi wake, nomuranda aʋe sashe wake. Ɀaʋakaidza mŋene weimba Beerzeburi, ʋacaɗaro ɀikuru sei ʋeimba yake!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvakaringanira mudzidzi kuti ave somudzidzisi wake, nomuranda ave sashe wake. Zvavakaidza mwene weimba Bheerizebhuri, vachadaro zvikuru sei veimba yake!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Zvinenge zvatoita zvazvo, kana mudzidzi akava somudzidzisi wake, kana kuti murandawo akaita satenzi wake. Kana vakatumidza saimba kuti Bheerizabhuri ko vanganyomba zvakadii avo vemhuri yake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Zvakakwana kuti mudzidzi ave somudzidzisi wake nomurandawo sashe wake. Zvino kana mukuru weimba akanzi ndiBheerizebhubhi, vachadaro zvikuru sei kune veimba yake!

Viz kapitola kopírovat

Mateo 10:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy