Mateo 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Mudzidzi haasi mukuru pane mudzidzisi wake nomurandawo haasi mukuru pana tenzi wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mudzidzi haasi mukuru pane mudzidzisi wake nomurandawo haasi mukuru pana tenzi wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Mudzidzi haasi mukuru kumudzidzisi wake, kana muranda kuna ishe wake. Viz kapitola |