Mateo 10:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 uye muchavengwa navose pamusana pezita rangu asi uyo anotirira kusvika pamugumo achaponeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mucaʋeŋgwa naʋose nokuɗa kwezita raŋgu; asi unotsuŋgirira kuȿikira pakuguma, ucaponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Muchavengwa navose nokuda kwezita rangu; asi anotsungirira kusvikira pakuguma, achaponeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 uye muchavengwa navose pamusana pezita rangu asi uyo anotirira kusvika pamugumo achaponeswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vanhu vose vachakuvengai nokuda kwangu, asi uyo achatsungirira kusvikira kumagumo achaponeswa. Viz kapitola |