Mateo 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti zvamuchataura muchazvipiwa panguva iyoyo, nokuti hamusirimi munenge muchitaura asi Mweya waBaba venyu anenge achitaura nemamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti hamuzimi munotaura, asi Mŋeya waƂaɓa ʋenyu unotaura mukati menyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Nokuti hamusimi munotaura, asi Mweya waBaba venyu anotaura mukati menyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti zvamuchataura muchazvipiwa panguva iyoyo, nokuti hamusirimi munenge muchitaura asi Mweya waBaba venyu anenge achitaura nemamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 nokuti munenge musiri imi munotaura, asi Mweya waBaba venyu uchataura nomamuri. Viz kapitola |