Mateo 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana vakukwirirai musazvinetse kuti muchataura sei kana kuti muchataurei Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi kana ʋacikuisai, musafuŋganya muciti mucataura sei, kana inyiko, nokuti mucapiwa neŋguʋa iyo ɀamunofanira kutaura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi kana vachikuisai, musafunganya muchiti, muchataura sei, kana tichataurei, nokuti muchapiwa nenguva iyo zvamunofanira kutaura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana vakukwirirai musazvinetse kuti muchataura sei kana kuti muchataurei Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi kana vakusungai, musafunganya pamusoro pokuti muchataurei kana kuti muchataura sei. Panguva iyoyo muchapiwa zvokutaura, Viz kapitola |