Mateo 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 “Guta riri rose ramunopinda kana musha uri wose wamunopinda bvunzai kuti ndiani anokodzera mauri. Garai naye kusvikira mabvamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muguta kana musha pose pamunopinda, bvunzai kuti ndiani uri’mo wakafanira; mugare’po kuȿikira mucibva. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Muguta kana mumusha mamunopinda, bvunzai kuti ndiani arimo akafanira; mugarepo kusvikira muchibva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Guta riri rose ramunopinda kana musha uri wose wamunopinda bvunzai kuti ndiani anokodzera mauri. Garai naye kusvikira mabvamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Muguta ripi neripi nomusha upi noupi wamunenge mapinda, tsvakai munhu akakodzera uye mugogara mumba make kusvikira mabvamo. Viz kapitola |