Mateo 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti: Viz kapitola |