Mariko 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kamŋe, ʋakati ʋaciriŋgariŋga, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi anaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakarepo, vakatarisa kwose kwose, uye havana kuzoona munhu aripo navo kunze kwaJesu. Viz kapitola |