Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Asi Jesu akati, “Musamurambidze nokuti hakuna munhu anoita zvishamiso muzita rangu pedzepo ogona kutaura zvakaipa nezvangu;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Jesu akati: Musamudziʋisa, nokuti hakunomunhu uŋgaita ɓasa resimba nezita raŋgu, uŋgakurumidza kutaura ɀakaipa pamsoro paŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Jesu akati, “Musamudzivisa, nokuti hakuna munhu angaita basa resimba nezita rangu, angakurumidza kutaura zvakaipa pamusoro pangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Asi Jesu akati, “Musamurambidze nokuti hakuna munhu anoita zvishamiso muzita rangu pedzepo ogona kutaura zvakaipa nezvangu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Jesu akati, “Musamudzivisa. Hakuna munhu anoita chishamiso muzita rangu angazotaura zvakaipa pamusoro pangu mushure maizvozvo,

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy