Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Johani akati kwaari, “Mudzidzisi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti akanga asiri wenzira imwechete nesu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Johane akati kwaari: Mudzidzisi, taʋona munhu aciɓuɗisa mŋeya yakaipa muzita renyu, tikamudziʋisa, nokuti haana‐kutiteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Johani akati kwaari, “Mudzidzisi, taona munhu achibudisa mweya yakaipa muzita renyu, tikamudzivisa, nokuti haana kutitevera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Johani akati kwaari, “Mudzidzisi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti akanga asiri wenzira imwechete nesu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Johani akati, “Mudzidzisi, taona munhu achidzinga madhimoni muzita renyu tikamudzivisa, nokuti anga asiri mumwe wedu.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy