Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Akati agara pasi, akadaidza vane gumi navaviri akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga anofanira kuva okupedzisira pana vose; agove mushandiri wavose.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ipapo akagara pasi, akaɗana ʋanegumi naʋaʋiri, akati kwaʋari: Kana munhu aciɗa kuʋa wokutaŋga, ucazoʋa weshure kunaʋose nomuranda waʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ipapo akagara pasi, akadana vane gumi navaviri, akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga, achazova weshure kuna vose nomuranda wavose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Akati agara pasi, akadaidza vane gumi navaviri akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga anofanira kuva okupedzisira pana vose; agove mushandiri wavose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Agara pasi, Jesu akadana vane gumi navaviri akati, “Kana munhu achida kuva wokutanga, anofanira kuva iye wokupedzisira, uye muranda wavose.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy