Mariko 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakaramba vanyerere, nokuti munzira vakanga vachiitirana nharo dzokuti ndiani mukuru kupinda vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakaramba ʋanyerere, nokuti ʋakaŋga ʋaita nharo pakati paʋo munzira, kuti mukuru ndiani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vakaramba vanyerere, nokuti vakanga vaita nharo pakati pavo munzira, kuti mukuru ndiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakaramba vanyerere, nokuti munzira vakanga vachiitirana nharo dzokuti ndiani mukuru kupinda vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi vakanyarara nokuti vakanga vakakavadzana vari munzira pamusoro pokuti mukuru ndiani. Viz kapitola |