Mariko 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mumŋe waʋazhinji akamupindura, akati: Mudzidzisi, ndaʋuya kwamuri nomŋanakomana waŋgu, unomŋeya wembeʋeʋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mumwe wavazhinji akamupindura, akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, anomweya wembeveve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mumwe murume aiva pakati pavanhu vazhinji akapindura akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, akabatwa nomweya wakamupa umbeveve. Viz kapitola |