Mariko 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakazomubvunza vachiti, “Ko, pamusana pei nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Eriya anofanira kutanga kuuya?’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ʋanyori ʋanotaurireiko ʋaciti, Eria unofanira kutaŋga kuʋuya? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vakamubvunza, vachiti, “Vanyori vanotaurireiko vachiti, ‘Eria anofanira kutanga kuuya?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakazomubvunza vachiti, “Ko, pamusana pei nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Eriya anofanira kutanga kuuya?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye vakamubvunza vakati, “Seiko vadzidzisi vomurayiro vachiti Eria anofanira kutanga kuuya?” Viz kapitola |