Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋakariceŋgeta shoko iro, ʋaciita nyaya pakati paʋo, kuti kumuka kwaʋakafa cinyiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vakarichengeta shoko iro, vachiita nyaya pakati pavo, kuti, “Kumuka kwavakafa chinyiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vakachengeta shoko iri pakati pavo, vachikurukurirana pamusoro pokuti, “kumuka kwavakafa” kunorevei.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy