Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Nokuti munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Nokuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Kana kuti munhu angaripeiko kuti adzikinure upenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy