Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Akataura izvi pachena. Ipapo Pita akamutora parutivi ndokutanga kumutsiudza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Akataura shoko iro pacena. Ɀino Petro akaenda naye ʋari ʋoga, akataŋga kumuraira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Akataura shoko iro pachena. Zvino Petirosi akaenda naye vari voga, akatanga kumutsiudza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Akataura izvi pachena. Ipapo Pita akamutora parutivi ndokutanga kumutsiudza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Akataura pachena pamusoro pazvo, uye Petro akaenda naye parutivi akatanga kumutsiura.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy