Mariko 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu akatsindidza kuti vasambozviudza ani naani zvake nezvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akaʋaraira ɀikuru kuti ʋarege kuziʋisa munhu iɀoɀo ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Akavarayira zvikuru kuti varege kuzivisa munhu izvozvo nezvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu akatsindidza kuti vasambozviudza ani naani zvake nezvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Jesu akavayambira kuti vasaudza munhu nezvake. Viz kapitola |