Mariko 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakaȿika Betsaida; ʋakaʋuya neɓofu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, kuti amunyaŋgate. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakasvika Bhetisaidha; vakauya nebofu, vakakumbira zvikuru kwaari, kuti amunyangate. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vakasvika kuBhetisaidha, uye vamwe vanhu vakauya nomurume akanga ari bofu uye vakakumbira zvikuru kuti Jesu amubate. Viz kapitola |