Mariko 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino vaFarisei vakauya kwaari, vakatanga kuitirana nharo naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, kuri kumuedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaFarise ʋakaɓuɗa, ʋakataŋga kuita nyaya naye, ʋacitȿaka kwaari ciratidzo cinobva kuɗeŋga, ʋacimuidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vaFarisi vakabuda, vakatanga kuita nyaya naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, vachimuedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino vaFarisei vakauya kwaari, vakatanga kuitirana nharo naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, kuri kumuedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 VaFarisi vakasvika ndokutanga kubvunza Jesu. Kuti vamuedze, vakamukumbira chiratidzo chaibva kudenga. Viz kapitola |