Mariko 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Kundinamata kwavo ndokwonhando nokuti vanodzidzisa sechokwadi chaicho, zvinhu zvakatemwa zvavo navanhu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi ʋanondinamata pasina, Ʋacidzidzisa dzidziso, iri mirairo yaʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa zvakatemwa navanhu, sokunge zvidzidziso zvechokwadi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kundinamata kwavo ndokwonhando nokuti vanodzidzisa sechokwadi chaicho, zvinhu zvakatemwa zvavo navanhu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vanondinamata pasina; dzidziso dzavo dzinongova mirayiro inodzidziswa navanhu.’ Viz kapitola |