Mariko 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Akavapindura achiti, “Inga muporofita Isaya akataura chokwadi nezvenyu, imi vanyengedzi, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza zvapamuromo chete asi mwoyo yavo iri kure neni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akati kwaʋari: Isaya wakaprofita kwaɀo pamsoro penyu, imi ʋanyeŋgeri, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ʋanhu aʋa ʋanondikudza nemiromo yaʋo, Asi mŋoyo yaʋo iri kure neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akati kwavari, “Isaya akaporofita kwazvo pamusoro penyu, imi vanyengeri, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, Asi mwoyo yavo iri kure neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akavapindura achiti, “Inga muporofita Isaya akataura chokwadi nezvenyu, imi vanyengedzi, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza zvapamuromo chete asi mwoyo yavo iri kure neni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akapindura akati, “Isaya akataura zvakanaka paakaprofita pamusoro penyu imi vanyengeri; sezvazvakanyorwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Viz kapitola |