Mariko 7:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakashamiswa ɀikuru‐kuru, ʋaciti: Wakaita ɀose ɀakanaka; wakaita matsi kuti dzinzwe, nembeʋeʋe kuti dzitaure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Vakashamiswa zvikuru-kuru, vachiti, “Akaita zvose zvakanaka; akaita matsi kuti dzinzwe, nembeveve kuti dzitaure.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vanhu vakashamiswa zvikuru kwazvo. Vakati, “Akaita zvinhu zvose nenzira yakanaka. Anoita kuti kunyange matsi dzinzwe uye nembeveve dzitaure.” Viz kapitola |