Mariko 7:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akati kwaari: Nokuɗa kweshoko iro, enda; mŋeya wakaipa wabva pamŋanasikana wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo akati kwaari, “Nokuda kwemhinduro yakadai, enda hako; dhimoni rabva pamwanasikana wako.” Viz kapitola |