Mariko 7:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi iye akamupindura achiti, “Hongu zvazvo Tenzi, inga wani kunyange imbwanana dziri pasi petafura dzinodya hurubvurubvu hwechingwa chavana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akapindura, akati kwaari: Hoŋo, Ishe, kunyaŋge nembganana ʋo dzinodya pasi petafura ɀimeɗu ɀaʋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akapindura, akati kwaari, “Hongu, Ishe, kunyange nembwananawo dzinodya pasi petafura zvimedu zvavana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi iye akamupindura achiti, “Hongu zvazvo Tenzi, inga wani kunyange imbwanana dziri pasi petafura dzinodya hurubvurubvu hwechingwa chavana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Iye akapindura akati, “Hongu Ishe, asi kunyange imbwa dziri pasi petafura dzinodya zvimedu zvezvokudya zvavana wani.” Viz kapitola |