Mariko 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 nokuti hachipindi mumwoyo make, asi mudumbu make chichizobva chorasirwa kunze?” (Nokudaro akachenura zvokudya zvose.) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti haɀipindi mumŋoyo make asi muɗumbu, ɀicirashwa kunze; nokutaura kwakaɗaro wakanatsa ɀokudya ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu, zvichiraswa kunze. Nokutaura kwakadaro akanatsa zvokudya zvose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokuti hachipindi mumwoyo make, asi mudumbu make chichizobva chorasirwa kunze?” (Nokudaro akachenura zvokudya zvose.) Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu make, uyezve zvichizobuda mumuviri wake.” Nokutaura uku, Jesu akati zvokudya zvose zvakanaka. Viz kapitola |