Mariko 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Hapana chinhu chinobva kunze kwomunhu chichipinda maari chinogona kumun'oresa asi zvinobva mumunhu ndizvo zvinomun'oresa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Hapanecinhu kunze kwomunhu ciŋgamuȿiɓisa, kana cicipinda maari; asi ɀinoɓuɗa maari, ndiɀo ɀinoȿiɓisa munhu. [ Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Hapana chinhu kunze kwomunhu chingamusvibisa, kana chichipinda maari; asi zvinobuda maari, ndizvo zvinosvibisa munhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hapana chinhu chinobva kunze kwomunhu chichipinda maari chinogona kumun'oresa asi zvinobva mumunhu ndizvo zvinomun'oresa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Hakuna chinhu chinobva kunze ‘chinosvibisa’ munhu nokupinda maari. Asi icho chinobuda mumunhu ndicho chinoita kuti ‘asvibe.’ Viz kapitola |