Mariko 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nokuti Mosesi wakati: Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, ʋuye, unotuka ɓaɓa namai, ŋgaafe norufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nokuti Mosesi akati, ‘Kudza baba vako namai vako, uye anotuka baba namai, ngaafe norufu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti Mozisi akati, ‘Kudza baba vako namai vako,’ uye ‘Munhu upi zvake achatuka baba vake kana mai vake anofanira kuurayiwa.’ Viz kapitola |