Mariko 6:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 ʋakamhanyira munyika yose iyo, ʋakataŋga kutakura ʋairwara panhoʋo dzaʋo, ʋakaʋaisa paʋainzwa kuti ndiko kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 vakamhanyira munyika yose iyo, vakatanga kutakura vairwara panhoo dzavo, vakavaisa pavainzwa kuti ndiko kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Vakamhanya nomunyika iyo yose vakatakura vanorwara pamaponde vachienda navo kwavakanga vanzwa kuti ndiko kwaari. Viz kapitola |