Mariko 6:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Kuzoti zvino zuva rarereka, vadzidzi vake vakauya kwaari voti, “Ino inzvimbo isina vanhu uye zuva rarereka iri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino zuʋa roɗo‐kuʋira, ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Pano inɀimbo murenje, zuʋa roɗo‐kuʋira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvino zuva roda kuvira, vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati, “Ino inzvimbo yerenje, zuva roda kuvira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kuzoti zvino zuva rarereka, vadzidzi vake vakauya kwaari voti, “Ino inzvimbo isina vanhu uye zuva rarereka iri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Zvino zuva rava kuvira, vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati, “Nzvimbo ino irenje, uye kwava kudoka. Viz kapitola |