Mariko 6:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Ipapo iye akati kwavari, “Chiuyai imi muri moga tiende kunzvimbo isina vanhu mumbozorora.” Nokuti vanhu vazhinji vakarambouya nokuenda zvokuti vakanga vachishaiswa kunyange nenguva yokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Akati kwaʋari: Ʋuyai imi muri moga kunɀimbo murenje, muzorore ɀishoma; nokuti kwakaŋga kunaʋazhinji ʋaiʋuy naʋaienda, ʋakasaʋa neŋguʋa kunyaŋge yokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Akati kwavari, “Uyai imi muri moga tiende kunzvimbo yerenje, muzorore zvishoma;” nokuti kwakanga kuna vazhinji vaiuya navaienda, vakasava nenguva kunyange yokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ipapo iye akati kwavari, “Chiuyai imi muri moga tiende kunzvimbo isina vanhu mumbozorora.” Nokuti vanhu vazhinji vakarambouya nokuenda zvokuti vakanga vachishaiswa kunyange nenguva yokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Zvino nokuda kwokuti vanhu vazhinji vakanga vachingouya nokuenda zvokuti havana kugona kuwana kunyange mukana wokudya, akati kwavari, “Handei tose, imi neni chete, kunzvimbo yakanyarara kuti mumbondozorora.” Viz kapitola |