Mariko 6:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Pakarepo mambo akatuma murwi, akaraira kuti aʋuye nomusoro wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Pakarepo mambo akatuma musoja, akaraira kuti auye nomusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Saka pakarepo akatuma murwi akarayira kuti vauye nomusoro waJohani. Murume akaenda akandogura musoro waJohani mutorongo, Viz kapitola |