Mariko 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ipapo Herodhiasi aiva nedaka naJohani, achida kumuuraya, asi akakoniwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Herodiasi akamuʋeŋga, akaɗa kumuʋuraya, akasagona; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Herodhiasi akamuvenga, akada kumuuraya, akasagona; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ipapo Herodhiasi aiva nedaka naJohani, achida kumuuraya, asi akakoniwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka Herodhiasi akachengeta ruvengo mumwoyo make pamusoro paJohani uye akada kumuuraya. Asi akanga asingakwanisi kuita izvozvo, Viz kapitola |