Mariko 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi Herode wakati aciɀinzwa, akati: NdiJohane wakamuka, uya wandakagura musoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi Herodhi akati achizvinzwa, akati, “NdiJohani akamuka, uya wandakagura musoro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi Herodhi akati anzwa izvozvo, akati, “Johani, murume wandakagura musoro, akamutswa kubva kuvakafa!” Viz kapitola |