Mariko 5:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Akaʋaraira ɀikuru kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu; akati, ŋgaapiwe ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Akavarayira zvikuru kuti zvirege kuziikanwa nomunhu; akati musikana ungaapiwe zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Akarayira nokurayira kukuru kuti parege kuva nomunhu anoziva nezvazvo, uye akavaudza kuti vamupe zvokudya. Viz kapitola |